Used in other entries
“Chisuku itsika yokupa mwana kudya, mai vachishandisa ruoko.”
from chisuku“Kana chinhu chichi karakasha chinenge chakaomara nokuunyana, zvokuti unonzwa kumara kana ukafambisa ruoko rwako napamuso pacho.”
from -karakasha“Kana munhu ane mabvumwa anenge achinzi ane ruoko rwakanaka rwekukurisa zvinhu zvakaita semaruva kana manhanga.”
from mabvumwa“Ku kobvora kutora uchiita zvokunokora uchizadza ruoko.”
from -kobvora“Akanga oda kutiza achibva anzi ruoko gwi.”
from gwi“Hapwa inhengo yomuviri iri muzasi mebipito, panosangana ruoko nomuviri, uye inomera vhudzi diki.”
from hapwa