Used in other entries
“Uyu mushini wekufambisa, une mavhiri maviri sebhasikoro, asi uine injini uye uchishandisa peturu.”
from mudhudhudhu“Mutsago kasimbi kanomonerwa shinda, yozoiswa pazasi pemushini ichibatana neshinda yepamusoro, mushini wozosona.”
from mutsago“Mota mushini wekufambisa unogona kutakura vanhu vakawanda, une mavhiri mana neinjini inofambiswa nepeturu kana dhiziri.”
from mota“mushini”
from muchina“Kana mushini uka jema unenge waramba kushanda, sekuti kana pfuti ikajema inenge yatadza kuburitsa bara kuti risvike kune chinenge chiri kuda kupfurwa.”
from -jema“Makako mushini wekudhonzesa nawo waya kana kusimudzisa zvinorema.”
from makako