Used in other entries
“Kana moto wa katuka unenge wangotanga kupfuta wakawanda kupinda zvawanga uchiita kare, iwo wambenge uri mushoma.”
from -katuka“Ichi chiratidzapedo chetsinhiro yomupanda Tinokwana here mukaka mushoma iwoyu?”
from iwoyu“Kana muriwo wa sepa unenge wave mushoma, mushure mokuukwatisa.”
from -sepa“Kana uchi pfutidza moto kana rambi, unenge uchitora mechisa kuti pave nemoto kana kuti kubatanidza huni dzanga dzava nemoto mushoma kana kuti dzadzima wofuridza nemuromo.”
from -pfutidza“Kana wa pfuvisa chikafu, unenge wasiya chisina kunyatsoibva, nokusavhara poto kana kuti nokushandisa moto mushoma.”
from -pfuvisa“Kana moto wambenge uri mushoma ukazoti katu , unenge wangotanga kupfuta wakawanda kupinda zvawanga uchiita.”
from katu