Used in other entries
“Ndakatenga muchina wokuchochonya nzungu nenyimo.”
from -chochonya“Uyu muchina unoshandiswa kuchera zvibhorani, unogona kuboora mabwe.”
from dhaimani“Giya kasimbi kanofambisa muchina zvishoma kana zvakanyanya.”
from giya“Injini ndiwo mwoyo unopa simba kumotokari kana mumwewo muchina nokugaya simba remagetsi mukati mayo.”
from injini“Kamera muchina wokutoresa mifananidzo.”
from kamera