Used in other entries
“Isai mushonga uyu mudura, kuitira kuti zvipfukuto zvirege kudya chibage chenyu.”
from chipfukuto“Chipotswa mushonga wakaipa unopiwa munhu asingazivi, unogaromutambudza.”
from chipotswa“Kana uchi dhaya mucheka unenge uchishandisa mushonga kuti jira ritore rumwe ruvara.”
from -dhaya“Dhibha kamba kane gomba rinodirwa mushonga unouraya madari nezvishambwe zvinenge zviri pan'ombe.”
from dhibha“Divisi mushonga unoshandiswa kutora simba rembeu dzavamwe mumunda.”
from divisi“Chipande mushonga wenhova.”
from chipande