DuraMazwi
Browse Words
Words

mushoperi

Shona Definition

Uyu munhu anogona kuona nekutaura nevari kumhepo, nekuudza vanhu zvinenge zvichivanetsa zvemidzimu, nezvavangaite kuti nhamo yavo ipere. Uyu munhu anoenda kunobvunza zvamunetsa kumunhu ane chipo chekuziva zvakavandika.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries