Browse Words
Shona Definition
Mukanwa mukati memuromo munotsengerwa chikafu. Munhu ane mukanwa munhu anoda tunonaka. Chikwati ane mukanwa chaizvo, zvekuti kana achidya anoda tumhiripiri nechii nechii. mango madongoro Kuva nepa mukanwa kuve munhu anodenha kana anotaura zvinogumbura. pamuromo
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Mwana abatwa achiba chokudya anobovera mukanwa odundumara kuti zvisaonekwa.”
from -dundumara“Chokudya chinoti dungunu ndechinonakira mukanwa.”
from dungunu“mukanwa”
from mango“Kana uchi kika mwana unenge uchimupa kudya uchiita zvokumuisira mukanwa make.”
from -kika“Aya magufu kana mafufu anosaririra mukanwa kana munhu achinge anwa masvusvu kana maheu.”
from masvisvinwa“Mate imvura inogara mukanwa yatinosvipa.”
from mate