Used in other entries
“Kuti fedema kumira wakakwevera dumbu mukati, uchangobva kufemera kunze uchibudisa mweya wose wanga uri mumapapu.”
from fedema“Besvu magariro anoita munhu, akataranganisa makumbo ake zvakanyanya zvinoonesa zviri mukati.”
from besvu“Mombe yatavhiya yanga ine chizvizvi chine majecha mukati.”
from chizvizvi“Kuti dhadhu kucheka kana kubvarura chinhu chine mukati mune zvakanyorovera kana kuti zvinogona kuyerera zvichibuda.”
from dhadhu“Chipwati kuseka zvine ruzha mukati, kazhinji pamafaro panenge pakawandwa.”
from chipwati“Ku chukucha kuzunza mudziyo wakavharwa, une mvura mukati, kuitira kuugeza.”
from -chukucha