DuraMazwi
Browse Words
Words

-kika

Shona Definition

Kana uchi kika mwana unenge uchimupa kudya uchiita zvokumuisira mukanwa make. -paka . Ku kika chinhu kuchirova kana kuchipfura negumbo. -banha, -pfanha .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.