Used in other entries
“Ku karara kukosora kunoita munhu achiburitsa mate ane madzihwa akakora.”
from -karara“Aya mate anoerera pamuromo kana paine chinhu chinonaka chinenge chaonekwa, kana kuti unenge ungori mugariro wemunhu wacho, zvikuru pwere.”
from masiriri“Mhamhatsi isvosve dema kana rakatsvukirira, rinowanzoonekwa kana mvura yanaya, rinoruma nekusvipira mate anorwadza kana akaenda pane ronda.”
from mhamhatsi“Masiriri mate matete, anoita kunge tambo yesirivha achibva mumuromo.”
from siriri“Rute mate anosiririka, anobuda mumuromo achierera, kazhinji kana munhu akarara.”
from rute