Aya makanda kana mhodzi dzinosvipwa kana munhu achidya zvinosvisvinwa muto. Aya magufu kana mafufu anosaririra mukanwa kana munhu achinge anwa masvusvu kana maheu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.