DuraMazwi
Browse Words
Words

mukadzi

Shona Definition

Mukadzi munhu anogona kukwanisa kuumba mwana mudumbu make, uye ane mazamu anogona kuyamwisa mwana uyu. Mukadzi wemunhu ndiye anenge akaroorwa, ari amai vemba yake yaanochengeta zvese nemhuri.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries