Browse Words
Shona Definition
Mukaha kudya munhu achikasika zvekuda kupedzera vamwe vaanenge achidya navo. mupan'o Mukaha iburi rinosara panenge pakada kubatana. Madzvinyu anopinda mumukaha webwe kana aona vanhu. mukana
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mukaha nhafu”
from idyo“mupata mukaha chanzi”
from mukana“mandyo, makaro, mbayo, mukaha.”
from nhafu