Used in other entries
“Chipembwe chikosoro chinowanzobata vana vadiki, vachiti kana vava kukosora vanotomboshaya mukana wokufema.”
from chipembwe“Hweta iburi kana kuti mukana uri murusvingo, unoshandiswa pakudongorera kuona muvengi kana kumupfura.”
from hweta“Nhambo mukana unenge wapihwa munhu kuti aite zvaanenge achida panguva iyoyo.”
from nhambo“mukana”
from mukaha“Munhukwi kumira kunoita kufema munhu achigwinwa muchipfuva zvinokonzerwa nekusanyatsovharika nekuvhurika kunenge kuchiita mukana wekufema nawo.”
from munhukwi