Used in other entries
“Kana muka fumidza mombe munenge mamboenda kundodzifudza rungwanangwana mozodzoka nadzo kuzokama mukaka.”
from -fumidza“Chizi inonakira vana nokuti inovatondedza mukaka.”
from chizi“Ku chuvha kukama mombe inoita mukaka wakawanda chaizvo.”
from -chuvha“Mukaka wemombe ukagarisa kwamazuva kuchipisa unenge wodurungunda kana ukaunwa.”
from -durungunda“Ku dzamba kukora kunoita mukaka wen'ombe kana wavhaidzwa kana wanga wava kuda kukora kare.”
from -dzamba“Uyu muti unobuda mukaka unobikwa urimbo hwokuteyesa shiri.”
from chitatarimbo