DuraMazwi
Browse Words
Words

mufananidzo

Shona Definition

Uyu mufanikiso wemunhu kana chimwewo chinenge chatorwa nemushini. Chipo naCharisi pavakadanana, vakapanana mifananidzo yavo kuratidza rudo rwavo. pikicha Ichi chinhu chinenge chichienzaniswa nechimwe. MuBhaibheri zvinonzi Mwari akasika munhu nemufananidzo wake. Urwu runyaya rwunobuda rwuine mapikicha anenge atorwa kuti vanhu vagozoona. Takaona mufananidzo wa"Neria" nezuro patiivhii. firimu bhaisikopo Iyi inyaya ine chinangwa chekudzidzisa vateereri.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries