Used in other entries
“Kana munhu achi kwenenzvera chivezwa kana chiumbwa anenge achichigadziridza kuti chitsvedzerere.”
from -kwenenzvera“Hari chiumbwa chevhu chinobikirwa zvokudya pachoto, kana kuchengeterwa zvinwiwa nezvimwewo zvokudya.”
from hari“Kana uchi ondomora unenge uchipaza chiumbwa, kazhinji nokuda kwekuti chasakara kana kuti chava nenjodzi kuvanhu.”
from -ondomora“Kuti gwa kuoma kunoita nzvimbo chiumbwa chevhu changa chiri chinyoro.”
from gwa“Kana simbi kana chiumbwa chika gweduka chinenge chisisina kubatira zvakasimba, kana kuti chinenge chagurika nokuda kwekugumhwa kwachinenge chaitwa.”
from -gweduka“Kuti gwa kuoma kunoita nzvimbo chiumbwa chevhu changa chiri chinyoro.”
from gwa