Used in other entries
“Kuti dukununu kugara munhu akangozvipeta, asina mufaro.”
from dukununu“Ku gunun'una kusagutsikana nechimwe chinhu kunowanzoshaisa munhu mufaro.”
from -gunun'una“Chinhu chino netsa ndechinotambudza munhu, zvokuti anoshaya mufaro.”
from -netsa“Kuti suruva kunzwa usina mufaro.”
from suruva“Iri igakava kana chinyunyuto chinenge chiri mumwoyo momunhu, chichimushaisa mufaro nguva dzose.”
from chirungurira“Kana munhu aka shuruvara anenge asina mufaro.”
from -shuruvara