Mepu mufananidzo unoratidza nyika dzakasiyana- siyana, kana kuti nyika nematunhu ayo kana kuti dunhu kana kuti guta nemisha yaro zvese nenzizi, makomo, migwagwa nezvimwewo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.