Used in other entries
“Gonzo rudzi rwembeva runogara mudzimba, runodya zvirimwa kana nhumbi kana fenicha.”
from gonzo“Ku duka kugara mudzimba duku mamusinganyatsokwana.”
from -duka“Mahumbwe mutambo wevana vaduku, vati kurei, wavanenge vachitevedzera zvinowanzoitwa mudzimba nevakuru, sekuita baba naamai, vachibikirana sadza panguva yavanodzidza kubika zvinodyiwa chaizvo.”
from mahumbwe“Ketani mucheka unosonwa wokukamura mipanda mudzimba, kana kuvhara dariro rinoitirwa mitambo.”
from keteni“Aya matambiro anoita vana vachiri vadikidiki vachiteedzera zvinowanzoitwa mudzimba nevakuru, sezvakaita kubika vachitamba nemavhu nemvura.”
from matakanana“Hadyana ihari yevhu inobikirwa muriwo mudzimba.”
from hadyana