Browse Words
Shona Definition
Mudzimu mweya wemunhu mukuru akafa, unotenderwa nevanhu vazhinji kuti unochengeta mhuri kana kurangawo vanenge vabuda mugwara.
English Translation
A mudzimu is the spirit of a deceased elder, widely believed to protect the family or punish those who stray from the proper path.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Iyi imhuka yakaita semombe inourayiwa panenge pachipirwa mudzimu.”
from mhiramidzimu“shumba Mhondoro mudzimu unochengeta vanhu vedunhu.”
from mhondoro“Ku turutsa kuita kuti munhu asvikirwe nomweya, kazhinji uri mudzimu kana shavi.”
from -turutsa“Iyi itsika yekuunza mudzimu wemhuri mumusha.”
from mhinzamumba“Uyu munhu anenge achiremekedzwa, anopirwa mashoko kubva kuvanhu vaanotonga kana vedzinza rake, akaita samambo kana mudzimu.”
from muteketerwi