Browse Words
Shona Definition
Keteni ijira rinoiswa pamafafitera kudzivirira zuva, uye kuti vanhu vasaona zviri mukati memba. Imba yavo ine maketeni matsva akanaka kwazvo. Ketani mucheka unosonwa wokukamura mipanda mudzimba, kana kuvhara dariro rinoitirwa mitambo. Dzimba dzomumikoto dzakaganhurwa mipanda nemaketeni. katani
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“keteni”
from katani