Used in other entries
“Iyi imhuka inenge mbeva kana gonzo asi yakakura chaizvo”
from gwamupini“gonzo”
from gogodza“Mbeva kapuka kanenge gonzo, kanogara musango asi kachidyiwa.”
from mbeva“Tsindi kapuka kakati kurei kupinda gonzo, kaine zimuswe ziguru rine mazimvere.”
from tsindi“gonzo”
from gozho“Zviri pachena kuti gonzo mhini rakapunyuka munjodzi rikadimurirwa muswe waro saka zvino rakafanira kugara mumhango kuti rigofa nokurwara.”
from Dzingidzi gonyera pamwe / maruva enyika haaperi