DuraMazwi
Browse Words
Words

mubatiranwa

Shona Definition

Kana munhu akaitwa mubatiranwa anenge achitakurwa kana kuchengetwa nevanhu vakawanda nekuti anorwara kana kuti ane hasha anoda zvekurwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.