Used in other entries
“Mhiripiri inoda kungonzi nyange nokuti ikawandisa inovavisa chikafu.”
from nyange“Uku kushatisa mukanwa kungaitwe nechawadya, chakaita sechikafu chine mhiripiri kana chakawanzwa munyu.”
from -vava“Kachembere kaidakanurira chiropa chakagochwa chikaiswa mhiripiri.”
from -dakanura“Kanyungwe rudzi rwekakwenzi kanobereka mhiripiri inovava chaizvo.”
from kanyungwe“Samusa inyama yakagayiwa, yakabikwa ine mhiripiri, yozoputirwa nefurawa, zvobikwa zvakadaro.”
from samusa“Mhiripiri inoda kungonzi nyange nokuti ikawandisa inovavisa chikafu.”
from nyange