Kana uchidya uchi dakanura unenge uchinatsodya uchida kunzwa manakiro chaiwo anoita chaunenge uchidya. Kachembere kaidakanurira chiropa chakagochwa chikaiswa mhiripiri.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.