DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

nyange

Shona Definition

Kuti nyange kumwaya zvishomashoma. Mhiripiri inoda kungonzi nyange nokuti ikawandisa inovavisa chikafu. Kuti nyange kunanzva dovi kana bota kubva pamuromo pomucheche.

English Translation

Describes sprinkling or scattering something in small amounts, as pepper, which should only be sprinkled lightly because too much makes the food hot. Also used of licking peanut butter or porridge off a baby's mouth.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries