Used in other entries
“Aya makanda kana mhodzi dzinosvipwa kana munhu achidya zvinosvisvinwa muto.”
from masvisvinwa“Ndodzi imbeu inenge nyemba, inobereka vana vanoita mhodzi dzakawanda, dzinodyiwa dzakabikwa.”
from ndodzi“Uyu muti unomera pazvuru, unobereka vana vakaomarara, vane mhodzi tsvuku mukati mavo.”
from mutondochuru“Mugaka muchero unorimwa, unotanda uchibereka vana vane minzwa kana vasina, vanodyiwa mhodzi nemuto wacho.”
from mugaka“Mhuu rudzi rwesora rinoita mhodzi dzinonamira kana dzanzvenzverwa.”
from mhuu