Used in other entries
“Pakafa ambuya vangu, musha wese wakasara woti angoda okuhumurawo mengo pamusha pedu.”
from -kuhumura“Baba vakapopota chaizvo pavakawana takuzhumura mengo dzazara pasi.”
from -kuzhumura“Ndavawanikidza vari pakati pekuba mengo mumunda wechikoro.”
from -wanikidza“Mumengo muti wemuchero unorimwa pamba, unobereka muchero unonzi mengo.”
from mumengo“Zvaakaramba achichachanya mengo yange yakangavira yakabva yatotefa.”
from -chachanya