DuraMazwi
Browse Words
Words

-menyukira

Shona Definition

Kana munhu achinzi aka menyukira zvinoreva kuti ganda rake rinenge richitaridzika zvakanaka, zvinoratidza kuti anogeza uye agere zvakanaka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.