DuraMazwi
Browse Words
Words

-wanikidza

Shona Definition

Ku wanikidza munhu kumubata ari pakati pekuita chinhu, kazhinji chisina kunaka. Ndavawanikidza vari pakati pekuba mengo mumunda wechikoro. -boza . Ku wanikidza kuwana zvinhu nemasanga usina kunge wakazvitarisira. Ndawanikidza pachitoro chemabhegi chiya paine sero huru zvekuti ndatotenga mabhegi matatu chaiwo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.