Browse Words
Shona Definition
Dova zvipundu zvichena zvemvura zvinofuma zvakabatira pazvinhu zviri panze. beto veta Dova kunyorova kwepasi, asi mvura yambomira kunaya, kunogona kukudza mbeu.
English Translation
Dew is white droplets of water that appear early in the morning, clinging to outdoor objects. Dew is ground moisture, but the rain has stopped falling; it can help crops grow.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“munya mutsava dova weti”
from dope“Kuti dova dova kufamba zvinyoronyoro.”
from dova dova“Iyi inguva yamangwanani, pasi pachine dova.”
from rugumabeto“dova”
from beta“dova”
from beto“Kuti dova dova kufamba zvinyoronyoro.”
from dova dova