Browse Words
Shona Definition
Dandara munhu asina njere, anononoka kubata zvinhu zvaanenge achidzidziswa. Dandara rakapedzisira raramba chikoro nokuda kokusagona. dofo Dandara idara rinovakwa namatanda rine panogona kugarika pakakwirira panogona kurindwa munda munhu ari kana kuisawo mbeu. Manhanga akanga akaiswa padandara kuti madhongi asaadya.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.