Used in other entries
“Ku fuma kutevera kunoita rimwe zuva mangwana acho.”
from -fuma“Amai vangu vaigara vachititaurira kuti upenyu makasa, saka tinofanira kugara takagadzirira nekuti hatizivi zvinoitika mangwana.”
from makasi“Ndinokarira kuti achauya mangwana.”
from -karira“Mai vachakarosvika mangwana.”
from -karo-“Mangwana ndinoda kumuka ndichikwanhura magwanhurwa ari kutadzisa muriwo uyu kunyatsokura.”
from -kwanhura“Kana vakandipa mari yangu mangwana, ini ndinobva ndangonanga kwangu kumusha.”
from kana