DuraMazwi
Browse Words
Words

-kwanhura

Shona Definition

Ku kwanhura kutema mapazi kana mashizha ezvinomera kuti zviwane kukura zvakanaka. Mangwana ndinoda kumuka ndichikwanhura magwanhurwa ari kutadzisa muriwo uyu kunyatsokura. -paura .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.