DuraMazwi
Browse Words
Words

-karira

Shona Definition

Ku karira kumirira wakatarisira chimwe chinhu chaunenge uchida, kana kuti chinenge chichizofanira kuitika. Ndinokarira kuti achauya mangwana.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.