DuraMazwi
Browse Words
Words

mamhepo

Shona Definition

Mamhepo chirwere chinonzi chinokonzerwa nekuroyiwa, chinoita kuti munhu apenge kana kurasa njere. mhepo mweya Mamhepo kuita zvisina musoro, zvisingatarisirwi nevamwe. Mamhepo chaiwo kuona mwana achituka amai vake.

English Translation

Mamhepo is a condition said to be caused by witchcraft, which causes a person to go mad or lose their mind. Mamhepo spirits cause one to act nonsensically, unexpectedly by others. Actual Mamhepo is seeing a child insulting his/her mother.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries