Uroyi kushandisa mishonga kana zvimwewo zvinokuvadza kana kuuraya. Uroyi mushonga unoshandiswa kukuvadza kana kuuraya munhu. Mambo wakaisirwa uroyi muhwahwa akafuma akafa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.