Used in other entries
“Vamwe vese vanenge varipo pamba, kunze kwangu ini ndiri kuenda kuMhondoro.”
from kunze“Kana vakandipa mari yangu mangwana, ini ndinobva ndangonanga kwangu kumusha.”
from kana“Vabereki ndivo vakandisimbaradza pakudzidza kwangu.”
from -simbaradza“Amai vambouya kubasa kwangu nhasi.”
from -mbo-“Rega ndiende kumba kwangu, ndine bweni.”
from bweni“Ndati cheu pandanzwa mutsindo kumashure kwangu.”
from cheu