DuraMazwi
Browse Words
Words

-kwangwamara

Shona Definition

Kana chinhu chaka kwangwamara chinenge chisina kumira zvakanaka kuti tsepete, chiine dzimwe nzvimbo dzisina kuenzerana kana kuti dzakafonyoka-fonyoka. Dehwe riya ramakasiya panze rakatokwangwamara.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.