Used in other entries
“kunyangwe .”
from kunyangova“Ku kuvara kuita chironda kana pamwe panorwadza, kunyangwe zvazvo pasina chironda chinooneka.”
from -kuvara“Hurudza murimi ano mukurumbira zvokuti haashayi chikafu kunyangwe mugore renzara.”
from hurudza“Uyu munhu wechikadzi anenge aine mhuri yake, kana kuti angove wechikuru kunyangwe asina mhuri.”
from mudzimai“Kunyangwe zvavo vatsenga makore akawanda, sekuru vachakasimba kuti gwindiri.”
from gwindiri“Kana munhu akaira aravira chinhu chikamunakira haachachiregi kunyangwe chiri chinhu chakaipa.”
from Imbwa yapinza musoro mupfuko / yatorunza