Used in other entries
“Uku kunemerana kunoitika pakati pambuya, mudzimai wehanzvadzi yamai, nomuzukuru wechirume.”
from chizukuru“Uyu mudzimai akafirwa nemurume.”
from chirikadzi“Ichi chirango chinoitwa nemukuwasha paanoendesa mudzimai wake kumusha kuna amai vake, kuti anosunungukira ikoko mwana wekutanga.”
from masungiro“Masuo mushonga unopiwa mudzimai ava kuda kupona kuti apone zvisina ngozi.”
from masuo“Muzvere mudzimai achangobva kusununguka mwana.”
from muzvere“Munhu akaroora ngaarege kusiya mudzimai wake achiti kuda vasikana kana kuti vamwe vakadzi vari nani kupinda mai vavana.”
from Muto wenyemba ndiwo mumwe chete