Browse Words
Shona Definition
Ku kuvara kuita chironda kana pamwe panorwadza, kunyangwe zvazvo pasina chironda chinooneka. Mwana akazongouya mumba achibuda ropa mumhuno, achiti akuvara paabondera pane mumwe wake waaitamba naye.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.