Ku kupa kuburitsa mvura kubva mudhamu kana mutsime, kana pamwewo painenge yajenga. Patakasiya hwindo rakavhurika, takawana mvura yazara zvekuti takatozoita yekukupa nemagaba.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.