Used in other entries
“Kana munhu achiti kunhu kwaiva kumazauone , anenge achireva kuti zviitiko zvaiveko zvaive zvichifamba zvichinakidza.”
from kumazauone“Ku nyasi kunhu kwemukadzi kana murume kune nhengo dzesikarudzi.”
from nyasi“Nhesva kunzwa kusada kuenda kunhu kana kuita chinhu.”
from nhesva“Ku sekera kutora nzira inodimburira kusvika kunhu.”
from -sekera“Kuti pfori kuenda kumwe kunhu kwakaita semusango kana nzvimbo itsva, wobva warasika.”
from pfori“Kana muchi fambidzana munzira munenge muchienda kunhu kumwe chete, muri pamwe chete.”
from -fambidzana