Ku kunya kupeta maoko ehembe kana bhurukwa, kana kupeta hembe yakapfekwa. Pataiyambuka rwizi takasimudza hembe dzedu ndokudzikunya kuti dzisanyorove mumvura.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.