Browse Words
Shona Definition
Kana munhu achiti kunhu kwaiva kumazauone , anenge achireva kuti zviitiko zvaiveko zvaive zvichifamba zvichinakidza. Pakauya bhendi rekuZaire kuRufaro, kwaiva kumazauone vanhu vachitamba kwasa kwasa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.