DuraMazwi
Browse Words
Words

-kunjaira

Shona Definition

Ku kunjaira kufamba kwemunhu anozvida. Mukuwasha paakanyimwa mukadzi nekuti akanga aramba kubvisa mari yerusimudzo, akakunjaira achienda kumota kwake, ndiye hutu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.