Used in other entries
“Dhamu iri ndiro rava kuomesa rwizi rwedu nekuti, kubvira zvarakavakwa, rwizi irworwu harwuchambonyatsooneki parwo.”
from kwau“Kana munhu achiti chimukiro anenge achireva kuti kubvira nguva yaamuka.”
from chimukiro“Vanamai vaita mutakatira kumunda kubvira runyanhiriri.”
from mutakatira“Ku tsva kupiswa kana kubvira moto kungaita bepa kana zvimwewo.”
from -tsva“Uibve kukwanisa kudyika komuchero wabva muumbishi, wasvika pakuti wotapira kana kubvira kudyiwa.”
from uibve“Kubvira nhasi haubve pano kusara kwekunge ndakutuma".”
from -verengera