Browse Words
Shona Definition
Kana munhu achi verengera kuita chinhu, anenge achingoti ndichati ndoti, kusvika nguva yapera. Kana munhu achiku verengera , achiti zvese zvawamtadzira ozviisa mumwoyo, kudzimara azosvika zuva rekuti anoti zvakwana wanyanya, ozonyatsotaura newe kana kutsiva. Pese pandainonoka kumba, amai vaindiverengera kuzodzimara rimwe zuva vakanditi, "Wanyanya zvino. Kubvira nhasi haubve pano kusara kwekunge ndakutuma".
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.